RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 November p. 5
  • Kuratidza Kuonga

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuratidza Kuonga
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • “Zviratidzei Mumene Kuva Vanoonga”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
  • Ratidza Kuti Unoonga
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Nei Tichifanira Kuratidza Kuti Tinoonga?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
  • Rambai Muchitanga Kutsvaka Umambo
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 November p. 5
Mhuri yechiIsraeri ichidya nyama yechibayiro cherugare.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | REVHITIKO 6-7

Kuratidza Kuonga

7:11-15, 20

Zvibayiro zverugare zvaipiwa nevaIsraeri zvinotiyeuchidza kuti zvinokosha kuti mararamiro atinoita uye minyengetero yedu zviratidze kuti tinoonga Jehovha.—VaF 4:6, 7; VaK 3:15.

  • Patinonyengetera, zvinhu zvipi zvatingatenda Jehovha?—1VaT 5:17, 18

  • Kuratidza kuti tinoonga kunotibatsira sei?

  • Munhu angadyira sei “patafura yemadhimoni,” uye izvi zvinoratidza sei kuti anenge asingaongi Jehovha?—1VaK 10:20, 21

Mukadzi wechiIsraeri ari kutenda Jehovha.
    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe