RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 November p. 6
  • November 30–December 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 30–December 6
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 November p. 6

November 30–December 6

REVHITIKO 8-9

  • Rwiyo 16 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Akavakomborera”: (10 min.)

    • Re 8:6-9, 12—Mozisi akagadza vapristi (it-1-E 1207)

    • Re 9:1-5—VaIsraeri vakanga varipo vapristi pavakapa zvibayiro zvavo zvekutanga zvemhuka (it-1-E 1208 ¶8)

    • Re 9:23, 24—Jehovha akaratidza kuti akafarira kugadzwa kwevapristi (w19.11 23 ¶13)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Re 8:6—Tinodzidzei pamurayiro waiti vapristi vechiIsraeri vaifanira kugeza miviri yavo? (w14 11/15 9 ¶6)

    • Re 8:14-17—Pakagadzwa vapristi, nei Mozisi ari iye akapa zvibayiro pane kuti zvipiwe naAroni? (it-2-E 437 ¶3)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Re 8:31–9:7 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira, wozotaura nezveimwe nyaya iri muNharireyomurindi Nhamba 2 2020, wobva wamupa magazini yacho. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira, muudze nezvejw. org, uye musiyire kadhi racho. (th chidzidzo 4)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 84 ¶6-7 (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 58

  • “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuparidza Nefoni”: (15 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemutariri webasa. Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) rr chits. 1 ¶8-14, bhokisi 1A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 40 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe