RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 16
  • Tinogona Kuva Neushingi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tinogona Kuva Neushingi
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • “Shinga . . . Uzviite”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Shingai!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • “Shinga, Usimbe Kwazvo”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Ndipeiwo Ushingi
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 16
Hanzvadzi yechidiki iri kuratidza ushingi pairi kuparidzira mumwe wainodzidza nayo kuchikoro ichishandisa foni.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Tinogona Kuva Neushingi

Munhu anonzi akashinga anenge akasimba, anotsungirira, uye haatyi nhando. Izvi hazvirevi kuti anenge asingatyi zvachose. Asi zvinoreva kuti anoita chimwe chinhu pasinei nekuti ari kutya. Jehovha ndiye anotipa ushingi. (Pis 28:7) Vechidiki vangaratidza sei ushingi?

ONA VHIDHIYO INONZI TEVEDZERA VANHU VAIVA NEUSHINGI, KWETE MAKWARA! WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTI:

  • Ndezvipi zvinhu zvinosangana nevechidiki zvinoda kuti vave neushingi?

  • Inyaya dzipi dzemuBhaibheri dzinotibatsira kuti tive neushingi?

  • Kuva neushingi kunotibatsira sei uye kunobatsirawo sei vaya vanoticherechedza?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe