RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 November p. 15
  • Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kudzidza Vari Vega

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kudzidza Vari Vega
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kuti Vave Neushamwari Hwepedyo naJehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kukurira Tsika Dzisina Kuchena
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Bvunza Mibvunzo
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Taura Zvinobaya Mwoyo
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 November p. 15

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI | WEDZERA MUFARO WAKO MUUSHUMIRI

Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kudzidza Vari Vega

Kuti vazive Jehovha uye vafambire mberi pakunamata, vadzidzi veBhaibheri vanofanira kudzidza zvakawanda kupfuura zvatinovadzidzisa. (Mt 5:3; VaH 5:12–6:2) Vanofanira kudzidza kuzvidzidzisa vega.

Kubva pakutanga, ratidza vadzidzi vako veBhaibheri kuti vanogadzirira sei chidzidzo chavo cheBhaibheri uye vakurudzire kugadzirira. (mwb18.03 6) Vakurudzire kutanga nekunyengetera pese pavanodzidza vari vega. Vabatsire kuziva kuti vangashandisa sei zvinhu zvakadai seWatchtower Library kana JW Library app pakudzidza vari vega. Vatsanangurire kuti vangawana sei zvinhu zvitsva pajw.org uye paJW Broadcasting®. Vadzidzise zvishoma nezvishoma kuti vaverenge Bhaibheri mazuva ese, vagadzirire misangano yeungano uye kuti vatsvakurudze mhinduro dzemibvunzo yavanenge vainayo. Vabatsire kuti vafungisise zvavanenge vachidzidza.

ONA VHIDHIYO INONZI BATSIRA VADZIDZI VAKO VEBHAIBHERI KUDZIDZA VARI VEGA, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kudzidza Vari Vega.” Jade achitaura kuti anoyeuka zvinhu zvakamubaya mwoyo.

    Neeta akabatsira sei Jade kuona kuti kudzidza hakugumiri pakungoziva mhinduro chete?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kudzidza Vari Vega.” Neeta achibatsira Jade kuwana mhinduro muBhaibheri.

    Chii chakabatsira Jade kuti ave nechokwadi chekuti zvakakodzera kuti Jehovha arambidze upombwe?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kudzidza Vari Vega.” Jade achifungisisa nezveimwe vhesi akagara pedyo nemukomana wake.

    Dzidzisa vadzidzi vako kuti vangadzidza sei zvinhu zvinokosha uye kuti vangazvishandisa sei

    Jade akasvika pakunzwisisei nezvekufungisisa?

    Mabhuku eChiShona (1973-2022)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe