RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb25 November p. 9
  • December 1-7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 1-7
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2025
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2025
mwb25 November p. 9

DECEMBER 1-7

ISAYA 3-5

Rwiyo 135 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Jehovha Ane Kodzero Yekutarisira Zvakawanda Kuvanhu Vake

(10 min.)

Jehovha ‘akadyara munda wake wemizambiringa’ achitarisira kuwana mazambiringa akanaka (Isa 5:​1, 2, 7; ip-1 73-74 ¶3-5; 76 ¶8-9)

Munda waJehovha wemizambiringa wakabereka mazambiringa emusango chete (Isa 5:4; w06 6/15 18 ¶1)

Jehovha akataura kuti aizoita kuti munda wemizambiringa wacho usare usina chinhu (Isa 5:​5, 6; w06 6/15 18 ¶2)

Murimi asiri kufara ari kuongorora mazambiringa ake.

ZVIBVUNZE KUTI: ‘Nyaya iyi inondibatsira sei kuti ndisagumbura Jehovha?’

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Isa 5:​8, 9—Zvii zvaiitwa nevaIsraeri zvaigumbura Jehovha? (ip-1 80 ¶18-19)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

(4 min.) Isa 5:​1-12 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) PAIMBA NEIMBA. Ita seuri kuratidza munhu imwe vhidhiyo iri muBhokisi Rematurusi Ekudzidzisa, mokurukura zviri muvhidhiyo yacho. (lmd chidzidzo 1 pfungwa 5)

5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Udza munhu wacho nezveJW Library uye mubatsire kuti ave nayo pafoni yake. (lmd chidzidzo 9 pfungwa 5)

6. Kuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi

(5 min.) Kurudzira mudzidzi weBhaibheri ari kupikiswa nevemumhuri. (lmd chidzidzo 12 pfungwa 4)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 65

7. Zvemuungano Yenyu

(15 min.)

8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

(30 min.) lfb chidzidzo 40 ne41

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 4 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe