Ungaziva Sei—Zvakanaka Nezvakaipa?
Nhamba 1 2024
© 2024 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo. Magwaro ari mubhuku rino anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MAGAZINI INO yeNharireyomurindi inorumbidza Jehovha Mwari, Mutongi wezvinhu zvese. Inonyaradza vanhu nemashoko akanaka ekuti Umambo hwaMwari huri kudenga hwava pedyo nekugumisa uipi hwese, hwochinja pasi rino kuti rive paradhiso. Inokurudzira vanhu kuti vatende muna Jesu Kristu, uyo akatifira kuti tikwanise kuwana upenyu husingaperi uye uyo ari kutonga iye zvino saMambo weUmambo hwaMwari. Magazini ino yagara ichibudiswa kubvira muna 1879 uye haisi yezvematongerwo enyika. Zvainotaura zvese zvinobva muBhaibheri.