MAPISAREMA
ZVIRI MUBHUKU RACHO
-
Jehovha Mutongi akarurama
“Nditongeiwo, Jehovha” (8)
-
Jehovha anosimuka kuti aite chimwe chinhu
Zvinotaurwa naMwari zvakachena (6)
-
Ruponeso rwamambo akazodzwa naMwari
Vamwe vanovimba nengoro, nemabhiza, “asi isu tinodana pazita raJehovha” (7)
-
Mambo anokudzwa anopinda pamagedhi
‘Nyika ndeyaJehovha’ (1)
-
Munyengetero wemunyori weMapisarema unonzwiwa
‘Jehovha, simba rangu nenhoo yangu’ (7)
-
Kuchema kunochinja kuva kupembera
Kufarirwa naMwari ndekweupenyu hwese (5)
-
Munyengetero wekukumbira kubatsirwa pavavengi
“Mwari ndiye mubatsiri wangu” (4)
-
Kuna Mwari anotonga nyika
Munyengetero wekuti vakaipa varangwe (6-8)
-
Mwari, ishongwe yakasimba pavavengi
“Ndichava muenzi mutende renyu” (4)
-
Kudzivirirwa pakurwiswa kusingaoneki
“Mwari achavapfura” (7)
-
Kukumbira kubatsirwa nekukurumidza
“Kurumidzai kundibatsira” (5)
-
Mwari anotonga zvakarurama
Vakaipa vachanwa kapu yaJehovha (8)
-
Ziyoni, guta raMwari wechokwadi
Vaya vakaberekerwa muZiyoni (4-6)
-
Jehovha, Muponesi uye Mutongi akarurama
Ruponeso rwaJehovha runoziviswa (2, 3)
-
Marudzi ese anokurudzirwa kurumbidza Jehovha
Rudo rwaMwari rusingachinji rwakakura (2)
-
Kuonga Shoko raMwari rinokosha
‘Vechidiki vangaita sei kuti nzira yavo irambe yakachena?’ (9)
“Ndinoda zviyeuchidzo zvenyu kwazvo” (24)
“Ndinoda chaizvo mutemo wenyu!” (97)
“Ndinonzwisisa kupfuura vadzidzisi vangu vese” (99)
“Shoko renyu irambi retsoka dzangu” (105)
“Shoko renyu rese ichokwadi” (160)
Vanoda mutemo waMwari vane rugare (165)
-
Kurwiswa asi vasingakundwi
Vavengi veZiyoni vanonyadziswa (5)
-
Kugutsikana semwana akarumurwa
Kusaita shungu nezvinhu zvikurukuru (1)
-
Kurumbidza Mwari usiku
“Simudzai maoko enyu muutsvene” (2)