Kadhi reBhaibheri 19
PAURO
KADHI REBHAIBHERI 19 PAURO
MIBVUNZO
A. Pauro aiwana mari yokuzviriritira nokuita basa rokugadzira ․․․․․.
B. Muapostora Pauro akadzidzisa vanhu “pachena uye . . . ”
C. Pauro akamutsa mumwe mukomana ainzi _․․․․․ akanga afa.
[Chati]
(Ona bhuku racho)
4026 B.C.E. 1 C.E. 98 C.E.
Adhamu anosikwa Akararama muzana Bhuku rokupedzisira
remakore rokuranga C.E. romuBhaibheri
rinonyorwa
[Mepu]
Akazvarirwa kuTaso. Aiva mumishinari kuEurope uye kuAsia Minor
EUROPE
Rome
ASIA MINOR
Tarsus
Jerusalem
PAURO
NHOROONDO YOUPENYU
Aimbotambudza vaKristu asi akazopedzisira avawo muKristu uye muapostora kumarudzi. Jehovha akamushandisa kuti anyore mabhuku 14 ari muMagwaro echiKristu echiGiriki. Pauro akafamba zviuru zvemakiromita semumishinari uye akatanga ungano kuEurope uye kuAsia Minor.—VaRoma 11:13; 1 Timoti 1:12-16.
MHINDURO
A. matende.—Mabasa 18:3-5.
B. “. . . paimba neimba.”—Mabasa 20:20.
C. Yutiko.—Mabasa 20:7-12.