Rwiyo 151
Ngatiparidze Aya Mashoko Akanaka oUmambo!
1. Paridzira Mashoko akanaka oUmambo.
Tiparidze mashoko oUshe!
Mukuparidza mashoko ngative noushingi.
Tiparidze mashoko oUshe!
Paridza mashoko mumigwagwa, suo nesuo;
Aparidze nezvinyorwa kuna marudzi.
Aparidze noumhizha, tsitsi nembavarira.
Tiparidze mashoko oUshe!
2. Paridzira madyo achagadzirwa naJehovha.
Tiparidze mashoko oUshe!
Kuti kuchava mabiko ogoverwa vanyoro.
Tiparidze mashoko oUshe!
Paridza mashoko etafura ine zvokudya,
Uye kuti vane nzara vachanyatsodya.
Paridza ruponeso rwuchafadza zviso zvose.
Tiparidze mashoko oUshe!
3. Paridzira mashoko omufarwa uchavapo.
Tiparidze mashoko oUshe!
Anoda Jehovha hafaniri kusuruvara.
Tiparidze mashoko oUshe!
Paridza nezvebetsero kuvadi vokunaka.
Paridza rugare kuna vavimbi naShe.
Iti kubatira Mwari kune mufarwa chose.
Tiparidze mashoko oUshe!