PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZVAKAZARURWA 20-22
“Inzwa! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvese Zvive Zvitsva”
Jehovha anovimbisa kuti achaita kuti zvinhu zvese zvive zvitsva.
“Denga idzva”: Hurumende itsva ichaita kuti panyika pave nezvinhu zvakanaka
“Nyika itsva”: Vanhu vanobvuma kutungamirirwa naMwari uye vanoteerera mitemo yake yakarurama
“Zvinhu zvese zvive zvitsva”: Marwadzo ese achabviswa uye tichagara tichifara zuva nezuva