Genesisi 35:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Mwari akatizve kwaari: “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Bereka uwande. Uchava baba vemarudzi akawanda,+ uye madzimambo achabva kwauri.*+
11 Mwari akatizve kwaari: “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Bereka uwande. Uchava baba vemarudzi akawanda,+ uye madzimambo achabva kwauri.*+