Genesisi 35:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka Jakobho akamisa mucherechedzo wedombo panzvimbo iya yaakanga ataura naye, akadurura mupiro wezvinwiwa pauri uye akadurura mafuta pauri.+
14 Saka Jakobho akamisa mucherechedzo wedombo panzvimbo iya yaakanga ataura naye, akadurura mupiro wezvinwiwa pauri uye akadurura mafuta pauri.+