Genesisi 12:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Akazobva ipapo akaenda kumakomo ari kumabvazuva kweBheteri,+ akadzika tende rake, Bheteri iri kumavirira uye Ai+ iri kumabvazuva. Akavakira Jehovha atari+ ipapo, akatanga kudana zita raJehovha.+ Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:8 Nharireyomurindi,8/15/2001, p. 197/1/1989, p. 20
8 Akazobva ipapo akaenda kumakomo ari kumabvazuva kweBheteri,+ akadzika tende rake, Bheteri iri kumavirira uye Ai+ iri kumabvazuva. Akavakira Jehovha atari+ ipapo, akatanga kudana zita raJehovha.+