Genesisi 13:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 nekuti nyika yese yauri kuona, ndichakupa nemwana* wako kuti ive yako zvachose.+