Genesisi 17:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Abramu paakanga ava nemakore 99, Jehovha akazviratidza kuna Abramu, akati kwaari: “Ndini Mwari Wemasimbaose. Famba pamberi pangu uve asina mhosva.*
17 Abramu paakanga ava nemakore 99, Jehovha akazviratidza kuna Abramu, akati kwaari: “Ndini Mwari Wemasimbaose. Famba pamberi pangu uve asina mhosva.*