Genesisi 17:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndichapa iwe nemwana* wako anokutevera nyika yawaigara semutorwa,+ iyo nyika yese yeKenani, kuti ive nhaka yavo nekusingagumi, uye ndichava Mwari wavo.”+ Genesisi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 17:8 Mukai!,7/2012, pp. 25-26
8 Ndichapa iwe nemwana* wako anokutevera nyika yawaigara semutorwa,+ iyo nyika yese yeKenani, kuti ive nhaka yavo nekusingagumi, uye ndichava Mwari wavo.”+