-
Genesisi 22:6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 Saka Abrahamu akatora huni dzechibayiro chinopiswa akadzitakudza Isaka mwanakomana wake. Akabva atora moto nebanga, uye vaviri vacho vakafamba pamwe chete.
-