Genesisi 26:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 ‘Ndichaita kuti vana* vako vawande senyeredzi dzekudenga;+ uye ndichapa mwana* wako nyika dzese idzi;+ marudzi ese epanyika achawana* makomborero nekumwana* wako,’+
4 ‘Ndichaita kuti vana* vako vawande senyeredzi dzekudenga;+ uye ndichapa mwana* wako nyika dzese idzi;+ marudzi ese epanyika achawana* makomborero nekumwana* wako,’+