Genesisi 27:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ribheka akabva atora nguo dzakanakisisa dzaIsau mwanakomana wake mukuru, dzaaiva nadzo mumba, akadzipfekedza Jakobho mwanakomana wake mudiki.+
15 Ribheka akabva atora nguo dzakanakisisa dzaIsau mwanakomana wake mukuru, dzaaiva nadzo mumba, akadzipfekedza Jakobho mwanakomana wake mudiki.+