Genesisi 31:52 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 52 Murwi uyu wematombo chapupu, uye dombo iri remucherechedzo rinopupurira+ kuti handizodariki murwi uyu wematombo kuti ndizokuitira zvakaipa uye kuti iwe hauzodariki murwi uyu wematombo kuti uzondiitira zvakaipa.
52 Murwi uyu wematombo chapupu, uye dombo iri remucherechedzo rinopupurira+ kuti handizodariki murwi uyu wematombo kuti ndizokuitira zvakaipa uye kuti iwe hauzodariki murwi uyu wematombo kuti uzondiitira zvakaipa.