Eksodho 2:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Mwari akazonzwa kugomera kwavo,+ uye Mwari akayeuka sungano yake naAbrahamu, Isaka, naJakobho.+