Eksodho 3:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndichaburuka kunovanunura pamaoko evaIjipiti+ uye kunovabudisa munyika iyoyo, ndovaendesa kunyika yakanaka uye yakakura, nyika inoyerera uchi nemukaka,+ kunharaunda yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi.+ Eksodho Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:8 Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 7 Nharireyomurindi (Yekudzidza),3/2019, p. 15
8 Ndichaburuka kunovanunura pamaoko evaIjipiti+ uye kunovabudisa munyika iyoyo, ndovaendesa kunyika yakanaka uye yakakura, nyika inoyerera uchi nemukaka,+ kunharaunda yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerizi, vaHivhi, nevaJebhusi.+