Eksodho 12:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Nekuti ndichapfuura nemunyika yeIjipiti usiku uhwu ndouraya matangwe ese ari munyika yeIjipiti, kubvira kumunhu kusvikira kumhuka;+ uye ndichapa mutongo kuvanamwari vese veIjipiti.+ Ndini Jehovha.
12 Nekuti ndichapfuura nemunyika yeIjipiti usiku uhwu ndouraya matangwe ese ari munyika yeIjipiti, kubvira kumunhu kusvikira kumhuka;+ uye ndichapa mutongo kuvanamwari vese veIjipiti.+ Ndini Jehovha.