Eksodho 15:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Miriyemu aidavira varume achiti: “Imbirai Jehovha, nekuti ava kukudzwa kwazvo.+ Akanda bhiza nemutasvi waro mugungwa.”+
21 Miriyemu aidavira varume achiti: “Imbirai Jehovha, nekuti ava kukudzwa kwazvo.+ Akanda bhiza nemutasvi waro mugungwa.”+