Eksodho 24:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Akabva atora bhuku resungano, akariverengera vanhu.+ Uye vakati: “Tinobvuma kuita zvese zvataurwa naJehovha, uye tichamuteerera.”+ Eksodho Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 24:7 Nharireyomurindi,5/1/1995, pp. 9, 113/1/1995, p. 11
7 Akabva atora bhuku resungano, akariverengera vanhu.+ Uye vakati: “Tinobvuma kuita zvese zvataurwa naJehovha, uye tichamuteerera.”+