Eksodho 33:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Jehovha akatizve kuna Mozisi: “Chisimuka uende nevanhu vawakabudisa munyika yeIjipiti. Endai kunyika yandakapikira Abrahamu, Isaka, naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana* vako.’+
33 Jehovha akatizve kuna Mozisi: “Chisimuka uende nevanhu vawakabudisa munyika yeIjipiti. Endai kunyika yandakapikira Abrahamu, Isaka, naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana* vako.’+