Eksodho 33:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Zvingazozivikanwa sei kuti mandinzwira nyasha, ini nevanhu venyu? Handiti kuenda kwenyu nesu+ ndiko kuchaita kuti ini nevanhu venyu tisiyaniswe nevanhu vese vari panyika?”+
16 Zvingazozivikanwa sei kuti mandinzwira nyasha, ini nevanhu venyu? Handiti kuenda kwenyu nesu+ ndiko kuchaita kuti ini nevanhu venyu tisiyaniswe nevanhu vese vari panyika?”+