-
Eksodho 33:20Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
20 Asi akawedzera kuti: “Haukwanisi kuona chiso changu, nekuti hakuna munhu angandiona akararama.”