Eksodho 38:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Akagadzira atari yekupisira zvibayiro yemubayamhondoro. Yakanga iine mativi mana akaenzana, yakareba makubhiti* mashanu, yakafara makubhiti mashanu, uye yakakwirira makubhiti matatu.+
38 Akagadzira atari yekupisira zvibayiro yemubayamhondoro. Yakanga iine mativi mana akaenzana, yakareba makubhiti* mashanu, yakafara makubhiti mashanu, uye yakakwirira makubhiti matatu.+