Eksodho 38:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Akabva agadzira nyanga dzayo pamakona ayo mana. Nyanga dzayo dzakanga dzakagadzirirwa pairi, chiri chinhu chimwe chete. Akazoiisa yese mhangura.+
2 Akabva agadzira nyanga dzayo pamakona ayo mana. Nyanga dzayo dzakanga dzakagadzirirwa pairi, chiri chinhu chimwe chete. Akazoiisa yese mhangura.+