Revhitiko 9:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 uye moto wakabva kuna Jehovha,+ ukapisa chibayiro chinopiswa, nemafuta aiva pamusoro peatari. Vanhu vese pavakazviona, vakatanga kushevedzera, vakapfugama, vakaisa misoro yavo pasi.+
24 uye moto wakabva kuna Jehovha,+ ukapisa chibayiro chinopiswa, nemafuta aiva pamusoro peatari. Vanhu vese pavakazviona, vakatanga kushevedzera, vakapfugama, vakaisa misoro yavo pasi.+