Revhitiko 10:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Mozisi akabva ati kuna Aroni: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha, ‘Vanhu vese vari pedyo neni vanofanira kuziva kuti ndiri mutsvene,+ uye ndinofanira kukudzwa pamberi pevanhu vese.’” Uye Aroni akaramba akanyarara.
3 Mozisi akabva ati kuna Aroni: “Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha, ‘Vanhu vese vari pedyo neni vanofanira kuziva kuti ndiri mutsvene,+ uye ndinofanira kukudzwa pamberi pevanhu vese.’” Uye Aroni akaramba akanyarara.