Revhitiko 12:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Udza vaIsraeri kuti, ‘Kana mukadzi akabata pamuviri, osununguka mwana mukomana, achava asina kuchena kwemazuva manomwe, sekusachena kwaanenge akaita paanenge ari kumwedzi.+ Revhitiko Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:2 Nharireyomurindi,1/15/2012, p. 175/15/2004, p. 23
2 “Udza vaIsraeri kuti, ‘Kana mukadzi akabata pamuviri, osununguka mwana mukomana, achava asina kuchena kwemazuva manomwe, sekusachena kwaanenge akaita paanenge ari kumwedzi.+