6 Kana mazuva ekunatswa kwake asununguka mwanakomana kana kuti mwanasikana apera, achauya kusuo retende rekusanganira, kumupristi aine gondohwe risati rapfuura gore rimwe chete kuti rive chibayiro chinopiswa,+ nehangaiwa diki kana njiva kuti ive chibayiro chechivi.