Revhitiko 20:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Ndokusaka ndakati kwamuri: “Muchatora nyika yavo kuti ive yenyu, uye ini ndichakupai kuti ive yenyu, nyika inoyerera uchi nemukaka.+ Ndini Jehovha Mwari wenyu, akutsaurai pakati pemamwe marudzi.”+
24 Ndokusaka ndakati kwamuri: “Muchatora nyika yavo kuti ive yenyu, uye ini ndichakupai kuti ive yenyu, nyika inoyerera uchi nemukaka.+ Ndini Jehovha Mwari wenyu, akutsaurai pakati pemamwe marudzi.”+