Revhitiko 26:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 “‘Musazvigadzirira vanamwari vasina zvavanobatsira,+ uye musazvimisira mufananidzo wakavezwa+ kana kuti shongwe dzinoyera, uye musamisa dombo rakavezwa+ munyika yenyu kuti murikotamire;+ nekuti ndini Jehovha Mwari wenyu. Revhitiko Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 26:1 Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 19
26 “‘Musazvigadzirira vanamwari vasina zvavanobatsira,+ uye musazvimisira mufananidzo wakavezwa+ kana kuti shongwe dzinoyera, uye musamisa dombo rakavezwa+ munyika yenyu kuti murikotamire;+ nekuti ndini Jehovha Mwari wenyu.