Revhitiko 26:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 ini ndikabva ndapikisanawo navo+ nekuvaunza kunyika yevavengi vavo.+ “‘Zvichida panguva iyoyo mwoyo yavo isina kuchecheudzwa ichaninipiswa,+ voripa kukanganisa kwavo.
41 ini ndikabva ndapikisanawo navo+ nekuvaunza kunyika yevavengi vavo.+ “‘Zvichida panguva iyoyo mwoyo yavo isina kuchecheudzwa ichaninipiswa,+ voripa kukanganisa kwavo.