3 mava kupa Jehovha chibayiro chinopiswa nemoto muchitora pamombe kana kuti pamakwai nembudzi, chingava chibayiro chinopiswa+ kana chibayiro chekuita mhiko yakasiyana nedzimwe kana mupiro wekungopa nekuzvidira+ kana mupiro unopiwa mumwaka yemitambo,+ kuti kuve kunhuhwirira kwakanaka kuna Jehovha,+