Numeri 16:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Midziyo yekuisira moto yevarume vakatadza vakazviurayisa* inofanira kugadziriswa marata matetetete, ekunamira paatari,+ nekuti vakauya nayo pamberi paJehovha, uye yakava mitsvene. Inofanira kuva chiratidzo kuvaIsraeri.”+
38 Midziyo yekuisira moto yevarume vakatadza vakazviurayisa* inofanira kugadziriswa marata matetetete, ekunamira paatari,+ nekuti vakauya nayo pamberi paJehovha, uye yakava mitsvene. Inofanira kuva chiratidzo kuvaIsraeri.”+