Numeri 28:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Uye muchapa rimwe gwayana racho gono panguva yerubvunzavaeni.* Mucharipa pamwe chete nemupiro wezviyo nemupiro wechinwiwa sezvamunenge maita mangwanani, uve mupiro unopiswa nemoto, unonhuhwirira zvakanaka* kuna Jehovha.+
8 Uye muchapa rimwe gwayana racho gono panguva yerubvunzavaeni.* Mucharipa pamwe chete nemupiro wezviyo nemupiro wechinwiwa sezvamunenge maita mangwanani, uve mupiro unopiswa nemoto, unonhuhwirira zvakanaka* kuna Jehovha.+