Numeri 28:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “‘Asi kana riri zuva reSabata,+ mupiro wacho unofanira kuva makwayana makono akanaka maviri ane gore rimwe chete, nemupiro wezviyo wezvegumi zviviri zveefa zvefurawa yakatsetseka yakasanganiswa nemafuta, pamwe chete nemupiro wechinwiwa. Numeri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 28:9 Jesu—Nzira, p. 77
9 “‘Asi kana riri zuva reSabata,+ mupiro wacho unofanira kuva makwayana makono akanaka maviri ane gore rimwe chete, nemupiro wezviyo wezvegumi zviviri zveefa zvefurawa yakatsetseka yakasanganiswa nemafuta, pamwe chete nemupiro wechinwiwa.