Dheuteronomi 4:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Saka zivai izvi nhasi, uye zvichengetei mumwoyo menyu, kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi kudenga kumusoro nepanyika iri pasi.+ Hakuna mumwe.+ Dheuteronomi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 4:39 Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 4
39 Saka zivai izvi nhasi, uye zvichengetei mumwoyo menyu, kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi kudenga kumusoro nepanyika iri pasi.+ Hakuna mumwe.+