Dheuteronomi 7:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Nekuti imi muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu, uye Jehovha Mwari wenyu akakusarudzai kuti muve rudzi rwake, pfuma yake yaanokoshesa, pakati pemarudzi ese ari panyika.+
6 Nekuti imi muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu, uye Jehovha Mwari wenyu akakusarudzai kuti muve rudzi rwake, pfuma yake yaanokoshesa, pakati pemarudzi ese ari panyika.+