Dheuteronomi 18:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Paunenge wapinda munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako, usadzidza kutevedzera zvinhu zvinosemesa zvinoitwa nemarudzi iwayo.+ Dheuteronomi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 18:9 Midzimu Isingaoneki, p. 31
9 “Paunenge wapinda munyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako, usadzidza kutevedzera zvinhu zvinosemesa zvinoitwa nemarudzi iwayo.+