Dheuteronomi 30:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Jehovha Mwari wako achabva adzosa vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira tsitsi,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ese aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+
3 Jehovha Mwari wako achabva adzosa vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira tsitsi,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ese aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+