Dheuteronomi 32:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Jeshuruni* paakanga akora, akakava zvekuratidza kupanduka. Wakora, wasimba, uye wafuta.+ Saka akasiya Mwari akamusika,+Akazvidza Dombo reruponeso rwake.
15 Jeshuruni* paakanga akora, akakava zvekuratidza kupanduka. Wakora, wasimba, uye wafuta.+ Saka akasiya Mwari akamusika,+Akazvidza Dombo reruponeso rwake.