Dheuteronomi 32:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Nekuti Jehovha achatonga vanhu vake,+Uye achanzwira tsitsi vashumiri vake*+Paachaona kuti simba ravo rapera,Uye kuti kwangosara vasina zvavachagona kuita nevasina simba.
36 Nekuti Jehovha achatonga vanhu vake,+Uye achanzwira tsitsi vashumiri vake*+Paachaona kuti simba ravo rapera,Uye kuti kwangosara vasina zvavachagona kuita nevasina simba.