Joshua 2:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Patakazvinzwa, takatya, uye hapana munhu achine ushingi hwekukurwisai, nekuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari kumusoro kudenga nepasi pano.+ Joshua Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:11 Nharireyomurindi,11/1/2013, pp. 14-15
11 Patakazvinzwa, takatya, uye hapana munhu achine ushingi hwekukurwisai, nekuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari kumusoro kudenga nepasi pano.+