-
Joshua 5:6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 VaIsraeri vakanga vafamba murenje kwemakore 40,+ kusvikira chizvarwa chacho chese chapera kufa, kureva varume vese vehondo vakabva kuIjipiti vasina kuteerera inzwi raJehovha.+ Jehovha akapika kwavari kuti aisazomboita kuti vaone nyika+ yakanga yapikirwa madzitateguru avo naJehovha kuti atipe,+ nyika inoyerera uchi nemukaka.+
-