Vatongi 10:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 VaIsraeri vakabva vashevedzera kuna Jehovha kuti avabatsire,+ vachiti: “Takakutadzirai, nekuti takasiya Mwari wedu tikashumira vanaBhaari.”+
10 VaIsraeri vakabva vashevedzera kuna Jehovha kuti avabatsire,+ vachiti: “Takakutadzirai, nekuti takasiya Mwari wedu tikashumira vanaBhaari.”+